Mutambo Watsvuka Ropa Manje Inzwai Zvaitwa Varakashi?

Kulliant Tv 7 views

Download Video

Comments


@Maigerald04
This time tiri kuda kutongwa nemwana wemuZimbabwe kwete vanhu vakauya vachiteera njanji havana moyo nevana wemuZimbabwe mai vangu vakandisiya ndiri mucheche ini vachinorwa hondo ndikasara naambuya vangu vakanotemererwa nyora ambuya vangu dzekuti mukaka utange kubuda kuti vatange kunwisa ini mukaka nekuti vaitya kuzouraiwa nemasoja kana ndikazochema vaizoshaya mhinduro kuti mai vangu vakaendepi pakazodzoka mai vangu kuhondo after the war havana kana kumbopihwa idzo marí dzemawar vets yacho zvinondirwadza izvozvo huwori pasi nahwo taneta nevatorwa vakapamba nyika yedu
Comment from : @Maigerald04


@NdodanaNyathi-c5x
Lies, these soldiers are not Zimbabweanmmmmmm
Comment from : @NdodanaNyathi-c5x


@DominicSithole-jq9do
The Zanu pf women’s wing that impresses the regime leaders by dancing mkosho or mdhidhi or buttocks jive in order to be rewarded a car or bloody money what a nonsense shame on you That insultive and naked dance will be banned when the true Transitional Government gets into office Pamberi na comrade Geza
Comment from : @DominicSithole-jq9do


@Ryanmatanda
Hoooyooo chokwadi chemahara ,muripi varakashi
Comment from : @Ryanmatanda


@rejoycezinyama7963
Ummmmmm comments section You never stop yo amuse me😮😮😮😮😮😮😂😂😂😂
Comment from : @rejoycezinyama7963


@OriahMambaraSami
Ohoyooo❤
Comment from : @OriahMambaraSami


@TafaraNhamo
Audio ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Comment from : @TafaraNhamo


@GBizoz
People never voted for this monster
Comment from : @GBizoz


@MildredMapenzi
Udzvanyiriri hatichada taneta ne zanu
Comment from : @MildredMapenzi


@samkadonzvo604
Vachamama chete
Comment from : @samkadonzvo604


@ellisonmadenyika4239
EVERY TOM DICK AND HARRY MUMA WAR VETERANS NEMI VE MA MEDIA HOUSES, MAVE KUTAURA ZVAMUNOFUNGA MUSINA NYEMBE DZACHO IZVI ZVIRIKUITIKA NE KUTI CHAMISA AKA NGONYARARAbrUNLIKE VENANCIO MONDLANE ARI MUMA TRENCHES NEVANHU VE MOZAMBIQUE SIMUKA CHAMISA SIMUKATOTANGIRA IPAPO
Comment from : @ellisonmadenyika4239


@timbazchivakanenyama5380
GEZA is Voice of the people ♥️🇿🇼🇿🇼♥️👍👏
Comment from : @timbazchivakanenyama5380


@preciouskupakwamwari9641
Ini hangu ndinoti Chiwenga nana Geza ivava Zimbabwe is suffering bcz of them Saka ngava zorore havo Handidi kana kuva ona ma face iwayo Nyonga nyonga yemu bato ravo ngaisati tadzisa kudya nyemba hedu Ngava pedzerane ikoko
Comment from : @preciouskupakwamwari9641


@FungisaiMudadi
Crash again women s league vari kutinyangadza kuti 50inoda Ed ,vasatinyangadzamahure aya vana mai welly hure guru vatirwadza varakashi,,
Comment from : @FungisaiMudadi


@AuxiliaMaposa-f5u
😂
Comment from : @AuxiliaMaposa-f5u

Related Videos

Inzwai Zvaitika Ku Heros Acre, Eye Witness Speaks? 2.50
Inzwai Zvaitika Ku Heros Acre, Eye Witness Speaks?
Kulliant Tv
816 views
The Learning Tree- NEW 50.11
The Learning Tree- NEW
greenspanfloortime
2 views
How to buy coins on - FIFA 14 Ultimate team 5.39
How to buy coins on - FIFA 14 Ultimate team
MMOXX in-game goods seller
37 views
Me After 1 Year of Learning Chinese 7.58
Me After 1 Year of Learning Chinese
André
235 views
DIY - How to make Jewelry Organizer with waste Shoebox 6.15
DIY - How to make Jewelry Organizer with waste Shoebox
Girl Crafts
4 views
Holistic Approach 5.39
Holistic Approach
Helen Dunjey
954 views
How much you can earn as a small gaming youtuber (not clickbait) 9.22
How much you can earn as a small gaming youtuber (not clickbait)
SatchOnStuff
70 views
ตามตำนาน I EP.12 I "พลอยเมืองจันท์" อัญมณีอันล้ำค่า I Full HD 24.45
ตามตำนาน I EP.12 I "พลอยเมืองจันท์" อัญมณีอันล้ำค่า I Full HD
Alive
828 views
The Lord of Easy Money;How to Create Sustainable Wealth 5.37
The Lord of Easy Money;How to Create Sustainable Wealth
The Educated One
400 views
Complete World War II Coin Collection - americancointreasures.com 0.35
Complete World War II Coin Collection - americancointreasures.com
American Coin Treasures
157 views
Strike App - Peer to Peer Money Exchange Using the Lightening Network 20.04
Strike App - Peer to Peer Money Exchange Using the Lightening Network
Antone Heyward
1 views
How To Learn Programming for BEGINNERS! (2022/2023) 4.46
How To Learn Programming for BEGINNERS! (2022/2023)
CroatCode
7 views

Popular Tags

VERIFIED PARTNER
Work at Pickup Points (PVZ)
Official employment • Training provided • Career growth
Looking for a job? Check our Telegram channel